Zimbabwe’s Tourism Minister Imprisoned

Published by Darron Toy on


9 Comments

Deby Mpofu · July 30, 2019 at 4:52 pm

I don't think mai ava vasungirwa kuba there is something behind nekuti mbavha hombe dzasara kunze

Chichi tudely · July 30, 2019 at 4:52 pm

Siyanai naye mukadzi uyu.ilucky rake .kana ini dai ndaive nemukana ndakatora inodarika ipapo.nyarara hako zvinopfura murandakadzi

Singina Nyathi · July 30, 2019 at 4:52 pm

What about Chombo , Magaya and Mandiwanzira.

Elizabeth Mbuwa · July 30, 2019 at 4:52 pm

Ko Obert mupofu uyo wekuba 15bilion yemDiamonds wadii kusungwa.musada kutibata kumeso.sungai vese varipalist apo.

Melusi Mabhena · July 30, 2019 at 4:52 pm

Siyai munhu iyeye mbavha dzese varume masiya wani

Muhluri Lethabo · July 30, 2019 at 4:52 pm

Musada kutzvanyirira madzimai ko varume vese vakaba havavharirwi sei vana nduna makavasiya pachena kunge pasina chamanzwa mai ivavo ndovamaona vakakodzera kuita chidzidzo chei hapana chakaora kare chinhu ichi

Fortunate Muchekadzese · July 30, 2019 at 4:52 pm

Kushupa chembere yakabeiko, kana kuti yakaramba kuti ED Pfee

Honestly Chiremba · July 30, 2019 at 4:52 pm

Ndiye wamaona wakakodzera kusunga nhai. Why leaving others on the list given by the youth league boss. Don't be selective.

jasi mutse · July 30, 2019 at 4:52 pm

YEAH YEAH IM PROUD OF YOU ZIMBABWE, THESE THUGS WERE HIDING BEHIND SANCTIONS NARRATIVE SO THEY CAN STEAL OUR MONEY MAKING US SUFFER AND BLAMING SANCTIONS. DAI WAKAPIWA 20 YEARS IN JAIL. PASI NEMBAVHA, NDIMI MHANDU DZACHO…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *